Chihera Luxury Tours

Chihera Luxury Tours Bus connecting Port Elizabeth, Eastern Cape, South Africa and Harare, Zimbabwe

02/04/2024

Maswera sei hama munaShe.
Mangwana semazuva ese eWednesday, bhazi renyu ririko kubva ku Zimbabwe kuenda ku Aliwal North, Queenstown East London King William's Town Grahamstown, Peddie, Port Alfred, Port Elizabeth.
Vari kufamba nesu batai ma Agents ari padhuze nemi kana kuuya ku Inbox kwema Admin tibatsirane.

Munotendwa zvikuru nekusarudza Chihera Platinum.

Tenga ticket rako remusi we Wednesday 27 March, Zim to Eastern Cape before Wednesday 27 March 2024 uwane R100 Discount. ...
25/03/2024

Tenga ticket rako remusi we Wednesday 27 March, Zim to Eastern Cape before Wednesday 27 March 2024 uwane R100 Discount.
Huya ku Inbox or kubata Agent wako.

.

Yes. Every Wednesday from Zim to Port Elizabeth via Aliwal North, Queenstown, East London, King William's Town.Buy your ...
24/03/2024

Yes. Every Wednesday from Zim to Port Elizabeth via Aliwal North, Queenstown, East London, King William's Town.

Buy your ticket in advance and enjoy massive discount. Buy a return ticket and the discount is bigger.

Pure Platinum Deals.

22/08/2023

Kana vanhu vava nenzara pamugwagwa VaChihera vanopukura kuti nzara ipere. Yes. Chikafu chinopuwa pachena, mahara.

Every Wednesday and Thursday tinobuda mu Harare tananga ku Eastern Cape South Africa.
Saturday ne Sunday tinoenda ku Harare kubva mu Eastern Cape South Africa

Mangwana Wednesday August 2023 tiripo pa road.Thursday 24 August 2023 tiripo zvakare pa Road kubva mu Harare kuenda ku S...
22/08/2023

Mangwana Wednesday August 2023 tiripo pa road.
Thursday 24 August 2023 tiripo zvakare pa Road kubva mu Harare kuenda ku South Africa, Joburg, Bloemfontein, Aliwal North Queenstown, East London, King William's Town Peddie Grahamstown ne Port Elizabeth yese.

08/08/2023

Every Wednesday and Thursday kubva mu Harare via Masvingo takananga ku Port Elizabeth South Africa, tinopinda nemu Polokwane, Joburg, Bloemfontein, Aliwal North, Queenstown, East London, King William's Town, Peddie ne Grahamstown.

10/07/2023

Yes from EASTERN CAPE SOUTH AFRICA to Chitungwiza. C Junction.

05/07/2023

Saturday 8 July 2023 R800 PE to Zim
Sunday 9 July 2023 R800 PE to Zim
Yes R800 R800 R800 chete kubva ku Eastern Cape kusvika ku Harare

Bus connecting Port Elizabeth, Eastern Cape, South Africa and Harare, Zimbabwe

Harare Roadport and Highglen Every Wednesday from Harare to P.E South Africa via Masvingo Joburg Bloemfontein Aliwal Nor...
04/07/2023

Harare Roadport and Highglen
Every Wednesday from Harare to P.E South Africa via Masvingo Joburg Bloemfontein Aliwal North Queenstown East London King William's Town Peddie and Grahamstown.

29/06/2023

Vagoni vebasa.

Chakachaya. Every Saturday kubva mu Eastern Cape South Africa takaenda pa Harare. Huya tiende. R1000 chete chete pakufam...
27/06/2023

Chakachaya. Every Saturday kubva mu Eastern Cape South Africa takaenda pa Harare.

Huya tiende. R1000 chete chete pakufamba.

Big shout out to our newest top fans! πŸ’ŽCharity Beremauro next time you want to travel with us, hit our Inbox munogona ku...
09/06/2023

Big shout out to our newest top fans! πŸ’Ž

Charity Beremauro next time you want to travel with us, hit our Inbox munogona kuita lucky mukawana tiine drink renyu. Lol.

Thank you so much

Ichooooo.
07/06/2023

Ichooooo.

Kamwe kachimhandara kari kuuya ako. Eastern Cape to Zimbabwe. Munoda risimuke mu PE nechingani? Sunday munaro Chihera Lu...
31/05/2023

Kamwe kachimhandara kari kuuya ako. Eastern Cape to Zimbabwe. Munoda risimuke mu PE nechingani? Sunday munaro Chihera Luxury Tours to Zimbabwe.
Taurai ndimi varidzi vebhazi.

.

21/02/2023

Every Thursday na 8am kusumuka pa Highglen muHarare takananga ku PE South Africa via Joburg Bloemfontein

08/02/2023

Hama dzadiwa, vese vanoshanda nesu, kufamba nesu, kutumira kana kutumirwa zvinhu.Tine hurombo kukuzivisai kuti musi we S...
31/01/2023

Hama dzadiwa, vese vanoshanda nesu, kufamba nesu, kutumira kana kutumirwa zvinhu.
Tine hurombo kukuzivisai kuti musi we Sunday 29/01/2023 mota yenyu yakaita tsaona 56km yabuda mu Grahamstown muna N2 yava kuda kusvika pa Peddie.
Tinotenda Mwari kuti hapana kana munhu mumwe zvake akakuvara kana kurasikirwa nehupenyu.
Trailer yedu ndiyo yakadonha chete bus harina kudonha kana kubondera pane chimwe chinhu.
Vese vane ma luggage atiinawo akasara ne trailer batai ma Agents edu kuma WhatsApp kana kuisa message ku Inbox yedu paFacebook.
Tine hurombo nekunonotswa kwezvinhu kana ku vhiringika kwehurongwa hwenyu nekuda kwetsaona iyi.
All inconvenience is sincerely regretted.
Bus renyu riripo semazuva ese Thursday kubva ku Harare ne Sunday kubva ku Eastern Cape.
Tinotenda Mwari nekuchengetedza vanhu nemidziyo.
Tinotenda zvakare imi ma Clients edu nekushanda nesu zvinofadza.

By
Chihera Luxury Tours Communication Desk.

28/01/2023

Sunday yega yega.
Port Elizabeth kuenda kuZimbabwe via Grahamstown, Peddie, KWT, EL QTN.

25/01/2023

Thanks for being a top engager and making it on to my weekly engagement list! πŸŽ‰ Tawanda Mutambira, Kudzy Muwandi, Imma Shumba, Kidoes Home Decor, Abiot Chiswanda, Previledge Machongoni, Lorraine Ropafadzo Mangwandi, John Tumburuku, Thandy Moyo Mhlanga, Joshua Muhlanga
Munotendwa zvikuru.

24/01/2023

Sunday 22 January 2023 maskati tichibuda pa PE via E.L Qtn, Monday 23 na 9pm kata pa Harare

19/01/2023

Ma passport ari kuita US$120 (+/-R2 000) inobuda within a week.
Ikurudziro yeduwo kuti vanhu titore ma Passports tisajamba border zvisiri necessary.

1)Ma bus akawanda ano charger R2500 zvichikwira kujambisa munhu border.
Ukagara pasi ukaita Maths unoona kuti zvaka cheaper kufamba uine passport yako
2)Limpopo rwakazara izvozvi, munhu anogona kutorwa nemvura achi crosser tikarasikirwa nehupenyu.
3)Mukujamba border munosangana nembavha dzinonzi magumhagumha, munogona kubirwa zvinokosha zvenyu kana kuurawa nemhondi idzi.
4)Vanhu vechidzimai vari pa risk zvakare yekubatwa chibharo mukuyambuka border nemusango.
5)Unogona kusungwa zvakare wayambuka, either mu Messina kana muroad ne Police ne Home Affairs ukadzoserwa kumba kwawabva. Ukaita munyama unotanga waiswa kujeri kwemwedzi 3 before deportation.

Saka isu ku Chihera Luxury Tours tinokurudzira hama kuti muve safe.
.

18/01/2023

Every Thursday na 9am tinosimuka from Harare takananga ku Port Elizabeth

Ma Office edu ese anokwanisa kubatwa chero nguva zvayo pa WhatsApp.
14/01/2023

Ma Office edu ese anokwanisa kubatwa chero nguva zvayo pa WhatsApp.

09/01/2023

2023 ane zvakawanda zvakanaka zvatakakugadzirirai.
Watch the space.

Every Sunday na 9am tinosimuka pa Norwich Station mu Port Elizabeth takananga ku Harare, tinopfuura nemu Grahamstown, Peddie, King William's Town, East London then Queenstown tapedza Eastern Cape, hezvo Bloemfontein, Midrand, Beitbridge, Masvingo Chivhu
Saka FAMBA NA CHIHERA FAMBA ZVAKANAKA

09/01/2023

Happy 2023 kwamuri mese.
Tinokudai nemoyo wese.

Musakanganwe China chega chega tinosimuka mu Harare na 8am pa Highglen Shopping Centre takananga ku Eastern Cape Province ku South Africa

25/12/2022
28/11/2022

More good News kwaChihera.
Zvikoro zvave kuvharwa now in Zim.
Mwana wese wechikoro from Zim to SA tadonhedza mutengo From 1 December
Wese ane passport R1000 chete
R2500 wese asina mapepa
Vana ngavauye kuzororo naChihera .
Garai matengera vana matickets nguva ichipo.

Tinotenda nerutsigiro rwenyu
Kufamba kunenge kufona

28/11/2022

Sunday yega yega na 9am tinosimuka mu Port Elizabeth takananga ku Harare via Grahamstown, Peddie, King William's Town, East London topinda pa Queenstown.

Tenga ticket rako nekukasika usasara.

Address

22 Gladstone Str
East London
5200

Opening Hours

Monday 09:00 - 17:00
Tuesday 09:00 - 17:00
Wednesday 09:00 - 17:00
Thursday 08:00 - 12:00
Friday 09:00 - 17:00
Saturday 09:00 - 17:00
Sunday 09:00 - 12:00

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Chihera Luxury Tours posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Chihera Luxury Tours:

Videos

Share


Other East London travel agencies

Show All