Chiutsi - Utsi
Experience Our Experience As We Simplify Travelling📌
For inquiries you can also use our email [email protected]
Our first trip arrival at Harare Roadport from Capetown kwatakasimuka nezuro masikati. Zvebasa izvi. Iwe woshoora.
Minana neminana nezviratidzo tichiratidzwa zvimwezve zviratidzo. Maratidza simba renyu vekumusoro!!!
Masvikiro ataita muHarare neTAMUKA4 today 08/11/2021
Hanzi iyo pane kuti idzo idzo. Tamukar has finally joined the family and the show goes on!!!
Tamuka4 yapindira muchigame chiya. Mwana mutsva uyo mutambirei mushande naye Team Tamuka. Lets celebrate together for the Lord has been so amazing this year to us. We value your support team mufunge!!
Tamuka #3 Spotted on its maiden trip to Zim as it arrived at Masvingo Exor.
They are offering a service to the people
Vanodziti dzinodhonza ngoro!! Chibaba chenguva.
Taking you home ne Tamuka Coaches